Happy 84th Birthday President R.G .Matibili (Great Son of Malawi) – 21 February 2008
How to buy
ALBUM: US$10 includes delivery charge
Option 1: If you are buying from developed nations such as Britain, USA, Canada, Australia, New Zealand etc you may use WORLD REMIT mobile transfer Ecocash number to 0771516725 Violet Makunike, Mutare, Zimbabwe. Once you send the money Violet Makunike will receive a text message from Econet – Ecocash that she has received money from World Remit and the amount. World remit will send you confirmation that Violet Makunike has received the money. Once the transaction has been confirmed please send a text message or WhatsApp to +263 (0)771516725 or +263(0)783524049 or email [email protected] with your confirmation and postal address and the product/s will be sent to you. When you send the text or WhatsApp message may you please also indicate if you prefer a hard copy album posted to you or the MP3’s emailed to you. Delivery is free.
ALBUM: US$5 Equivalent to Zimbabwe currency at the time of purchase
2: If you are buying from developing nations such as ALL countries in Africa you may arrange direct Ecocash transactions to mobile transfer Ecocash number to 0771516725 Violet Makunike, Mutare, Zimbabwe. The music is only sent to buyer on email as MP3’s or on WhatsApp or other send platforms at that time. No hard copies are posted to developing nations. Once the transaction has been confirmed please send a text message or WhatsApp +263 (0)771516725 or +263(0)783524049 or email [email protected] with your confirmation and the product/s will be sent to you.
MP3’s
Option 3: All MP3’s are us$1 each and only emailed or sent on WhatsApp or other available send platforms. May you please follow the buying instructions above.
SOUND TRACKS
Option 4: Ready to go instrumentals available for sound tracks for documentaries, films, trailers, voice over and other multi-media projects for this album and many others that are not on this website. All instrumentals are over 5 minutes long, in MP3 format. Each instrumental is US$100 for both developed and developing nations. Once the transaction has been confirmed please send a text message or WhatsApp +263 (0)771516725 or +263(0)783524049 or email [email protected] with your confirmation and the product/s will be sent to you.
Description
Happy 84th Birthday President R.G .Matibili album title was inspired by stories in Zimbabwe’s media that said Mugabe is a Malawian whose ancestral surname is Matibili. It was mixed and mastered in Zimbabwe, at the same secret studio that produced Viomak’s two previous albums. She won’t tell anyone the location of the studio for fear of persecution. The voices were recorded in Britain where Viomak is presently residing. As with her previous albums all lyrics were written and sung by her. She says that right now her music is seeing the darkness of night but there will come a time when it will see the light of day. The album is also available in acapella and instrumentals in addition to the actual songs blending vocals and instruments. Song 3 Kutonga kwaMatibili is Viomak’s most favourite. All the songs were sung by Viomak. 50 % of proceeds are donated to various charity causes. The songs on the album are:
- Garai makagadzirira
- Zimbabwe yochema
- Kutonga kwaMatibili (Viomak’s favourite)
- Zimbabwe yoshuwa zororo
- Vatungamiri vatsvene
- Mune basa muZimbabwe
- Zimbabwe will be saved
- Mukatenda Ndikatenda
Lyrics
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora Robert Matibili.
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora Robert Matibili
2.Garai makagadzirira , Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora vatongi nevatongwi
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora vatongi nevatongwi
3.Garai makagadzirira, Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora makurukota ake
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora makurukota ake
4.Garai makagadzirira, Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora vationesa nhamo
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora vationesa nhamo
Apo murumbwana wemunhu anouya, kuzotora varipo pazvigaro
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora varipo pazvigaro
6.Garai makagadzirira, Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora vatsvene nevatadzi
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora vatsvene nevatadzi
7.Garai makagadzirira, Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya,Kuzotora sekuru Matibili
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora sekuru Matibili
8.Garai makagadzirira, Hamuzivi musi nenguva
Apo murumbwana wemunhu anouya, Kuzotora Robert Matibili
Chorus :Anouya anouya anouya anouya anouya anouya
kuzotora Robert Matibili.
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana weZimbabwe
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Chorus: Hamawe,vadikani,kuri kuuya moto unopisa
Pamazuva aMatibili vanhuvari kupera nenzara
2. Ndanzwa kuchema kwevana weHarare
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana Mashonaland
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Chorus: Hamawe,vadikani,kuri kuuya moto unopisa
Pamazuva aMatibili vanhuvari kupera nehosha
3. Ndanzwa kuchema kwevana Matebeleland
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana Manicaland
Kuchema kwaoi kwanzwikwa nababa vekumusoro
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana weMidlands
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
5. Ndanzwa kuchema kwevana weDiaspora
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana nyika yose
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
6.Ndanzwa kuchema kwevana weZimbabwe
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Ndanzwa kuchema kwevana weZimbabwe
Kuchema kwavo kwanzwikwa nababa vekumusoro
Chorus:Kutonga kwaMatibili, Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili, Kwakauya neutsinye .
Vakarova Matombo
Vakarova Zinasu kwakauya neutsinye
1.Vakarova Chamisa
Vakarova Grace
Vakarova Phiri kwakauya neutsinye
Chorus: .Kutonga kwaMatibili , Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili, Kwakauya neuori
2.Bribery kuZimra
Bribery kuZimsec
Bribery kuZinwa, Kwakauya necorruption
2.Bribery mubank
Bribery mujeri
Bribery mucourt ,Kwakauya necorruption
Chorus:Kutonga kwaMatibili, Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili , Kwakauya umhondi
3.Vakaponda Chipunza
Vakaponda Chikomba
Vakaponda Chiminya,Kwakauya neumhondi
3.Vakaponda weMoza
Vakaponda veWoza
Vakauraya Tandare ,Kwakauya neumhondi
Chorus : Kutonga kwaMatibili, Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili, Kwakauya neUmbavha
4. Vakaba kuZisco
Vakaba kuZesa
Vakaba kuZupco,Kwakauya neumbavha
4.Vakaba kuZifa
Vakaba kuCustoms
Vakaba kuNoczim ,Kwakauya neumbavha
Chorus: Umambo hwaMatibili, Umambo hwaMatibili
Umambo hwa Matibili , Hwakauya neManyepo
Tichavaka zvikoro
Tichavaka zvibhorani ,Hwakauya nemanyepo
5.Tichavaka mazambuko
Tichavaka madhamu
Tichavaka dzimba imi,Hwakauya nemanyepo
Chorus: Umambo hwaMatibili,Umambo hwaMatibili
Umambo hwaMatibili, Hwakauya neKunyomba
6.Musoro wako bhangu
Dumbu rine mweya
Tutu little Bishop,Hwakauya nekunyomba
6.Musoro wako bhangu
Dumbu rine mweya
Tutu little Bishop,kwakauya nekunyomba
Chorus : Simba raMatibili ,Simba raMatibili
Simba raMatibili , Rakauya neumbimbindoga
7.Vakatora iyo Ngoda
Vakatora Gushungo
Vakatora maradio, Rakauya neumbimbindoga
7.Vakapana mapurazi
Vakapana dzimota
Vakapana mabusiness, Rakauya neumbombindoga
Chorus:Simba raMatibili ,Simba raMatibili
Simba raMatibili ,Rinotyisa sedhimoni
8.Vanotonga nejuju
Vanofamba nejuju
Vanogara nejuju ,Rinotyisa sedhimoni
8.Mishonga muhomwe
Mishonga mumota
Mishonga muoffice ,Rinotyisa sedhimoni
Chorus:Kutonga kwaMatibili ,Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili , Kunotyisa sedhimoni
Kwamuri Mwari ,mune nyasha tochema misodzi tiponeseiwo
Namasimba enyu makaponesa baba Daniero mugomba reshumba
Kwamuri Mwari ,mune nyasha tochema misodzi tiponeseiwo
2.Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune tsitsi tochema misodzi tiburitseiwo
Namasimba enyu makaburitsa vana veIsrael muEgypita
Kwamuri Mwari ,mune tsitsi tochema misodzi tiburitseiwo
3.Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune rudo tochema misodzi tibatsireiwo
Namasimba enyu makabatsira mukoma David panaGoliath
Kwamuri Mwari ,mune rudo tochema misodzi tibatsireiwo
4.Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune ngoni tochema misodzi tirwireiwo
Namasimba enyu tirwireiwo panaMatibili nemabhinya ake
Kwamuri Mwari ,mune ngoni tochema misodzi tirwireiwo
Kwamuri Mwari ,mune nyasha tochema misodzi tichengeteiwo
Namasimba enyu makachengeta musharukwa Noah pamafashama
Kwamuri Mwari ,mune nyasha tochema misodzi tichengeteiwo
6. Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune tsitsi tochema misodzi ticheneseiwo
Namasimba enyu makachenesa vanaLegion pamadhimoni
Kwamuri Mwari ,mune tsitsi tochema misodzi tinunureiwo
7.Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune rudo tochema misodzi tizorodzeiwo
Namasimba enyu makazorodza vana veZimbabwe pachimurenga
Kwamuri Mwari ,mune rudo tochema misodzi tizorodzeiwo
8.Zororo ,rugare neupenyu Zimbabwe yozvishuwa
Kwamuri Mwari ,mune ngoni tochema misodzi tinunureiwo
Namasimba enyu tinunureiwo panaMatibili nemabhinya ake
Kwamuri Mwari ,mune ngoni tochema misodzi tinunureiwo
Anotora vakanaka avo vanomuda
Chorus:Vatungamiri vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kogara naJesu
2.Apo Jesu anouya kotora vatungamiri
Anotora vakanaka avo vane rudo
3.Apo Jesu anouya kotora Mugabe
Anotora akasuwa achigunun’una
4. Apo Jesu anouya kotonga Mugabe
Anotonga nemabasa ake epanyika
5.Apo Jesu anouya kotora mapurisa
Anotora vakanaka avo vakamufadza
Anotora vakanaka avo vakamutya
7.Apo Jesu anouya kotora vakarwa
Anotora vakarwisa vamire paidi
8.Apo Jesu anouya kotora vatadzi
Anotora muZanupf ndimo mavazere
9.Apo Jesu anouya kotonga muZimbabwe
Anotonga zvakanaka nerudo netsitsi
10. Vana vese veZimbabwe uyai tinamate
Tibatane timubvise iye Matibili
Mugabe haazivi imi, Anogara mune dima
Haazivi Jesu Christu, Haazivi nzira tsvene
Murumbwana wenyu Tenzi, Haazivi rudo rwenyu.
Chorus : Uyai muno Tenzi muZimbabwe
Mune basa rekuita
Uyai muno Tenzi muZimbabwe
Mune basa rekuita
2.Uyai muno mutungamire , Uyai muno muponese
Simba renyu ngariuye, Riponese nyika yedu
Ukapokana unosungwa, Kusungirwa mhosva pasina
Vanhu votya kutaura, Kutaura chokwadi Ishe
3.Nyika yedu yoparara, Vanhu vedu voparara
Vana vedu voparara, Mhuri dzedu dzoparara
Simba renyu ngariuye, Kuponisa votandadza
Simba renyu ngariuye, Kuzorodza vorwadziwa
4.Worwadziwa nzara mumba, Worwadziwa hosha muropa
Bvisai Baba vanotadza, Kukoshesa vana venyu
Bvisai Tenzi vatungamiri, Vasina hanya nesu
Bvisai Tenzi iye Mugabe, Azvitadza Tenzi wangu.
Taurai Tenzi mazwi enyu, Enyu basi Tenzi wangu
Kana soko akarizwa, Soko renyu dzvene Tenzi
Anotenda kuoneka, Vana venyu togarika
6.Chenesai mazwi ake, Chenesai pfungwa dzake
Chenesai mabasa ake, Akashata Tenzi wangu
Kuuraya kupondana, Kuuraya vanoshora
Vanoshora matongero , Matongero ake Tenzi
7.Sukai Tenzi mweya uyu, Mweya wekudzvanyirira
Bvisai Tenzi mweya uyu, Mweya wekutyisidzira
Dzingai Tenzi madhimoni, Madhimoni eutsinye
Sukai Tenzi moyo wake, Moyo wake wakasvipa
8. Tamirira Baba wedu, Tamirira chishamiso
Tamirira simba renyu , Renyu basi Tenzi wangu
Kana iye akaramba, Kuteerera mazwi enyu
Zano renyu ngariitwe, Ngariitwe Tenzi wangu.
The Holy Spirit will come down and Zimbabwe will be saved
And Zimbabwe will be saved and Zimbabwe will be saved.
The Holy Spirit will come down and Zimbabwe will be saved.
2. If you believe and I believe and we together fast.
The Holy Spirit will come down and Mugabe will resign.
And Mugabe will resign and Mugabe will resign.
The Holy Spirit will come down and Mugabe will resign.
3. If you believe and I believe and we together ask.
The Holy Spirit will come down and Mugabe will step down.
And Mugabe will step down and Mugabe will step down.
The Holy Spirit will come down and Mugabe will step down.
4. If you believe and I believe, and we together cry.
The Holy Spirit will come down, and Zimbabwe will healed.
And Zimbabwe will be healed and Zimbabwe will be healed.
The Holy Spirit will come down and Zimbabwe will be healed.
5. Mukatenda ndikatenda tese tikanamata
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa.
Zimbabwe yonunurwa Zimbabwe yonunurwa.
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa.
6. Mukatenda ndikatenda tese tikatsanya .
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro.
Mugabe osiya chigaro Mugabe osiya chigaro.
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro.
7. Mukatenda ndikatenda tese tikakumbira.
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora.
Mugabe ozorora Mugabe ozorora.
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora.
8.Mukatenda ndikatenda tese tikachema .
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yoponeswa.
Zimbabwe yoponeswa Zimbabwe yoponeswa .
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yoponeswa.
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa
Zimbabwe yonunurwa Zimbabwe yonunurwa
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa
2.Mukatenda ndikatenda tese tikatsanya
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro
Mugabe osiya chigaro Mugabe osiya chigaro
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro
3.Mukatenda ndikatenda tese tikakumbira
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora
Mugabe ozorora Mugabe ozorora
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora
4.Mukatenda ndikatenda tese tikachema
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yokomborerwa
Zimbabwe yokomborerwa Zimbabwe yokomborerwa
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yokomborerwa.
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa
Zimbabwe yonunurwa Zimbabwe yonunurwa
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yonunurwa
6.Mukatenda ndikatenda tese tikatsanya
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro
Mugabe osiya chigaro Mugabe osiya chigaro
Mweya mutsvene unouya Mugabe osiya chigaro
7.Mukatenda ndikatenda tese tikakumbira
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora
Mugabe ozorora Mugabe ozorora
Mweya mutsvene unouya Mugabe ozorora
8.Mukatenda ndikatenda tese tikachema
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yokomborerwa
Zimbabwe yokomborerwa Zimbabwe yokomborerwa
Mweya mutsvene unouya Zimbabwe yokomborerwa
Review
On 21 February 2008, Zimbabwe’s president Robert Gabriel Mugabe, Matibili celebrated his 84th birthday in the southern border town of Beitbridge, whilst exiled singer Viomak officially released her third protest music album entitled Happy 84th birthday President R.G Matibili (Great Son of Malawi). As on her previous albums the messages in the songs are very clear and direct, which is why her truth music is heavily censored and has never been played on state radio in Zimbabwe.
The opening song Garai makagadzirira (Be prepared) reminds all those who are impatiently waiting for Mugabe’s departure to keep their fingers crossed and prepare themselves for life after and without Mugabe. Viomak assures her listeners that God will deliver Zimbabweans from evil. The second song, Zimbabwe yochema (Zimbabwe is crying), is a message of assurance to Zimbabweans that God has heard the crying of the suffering masses in Zimbabwe and he will deliver the nation from all forces of evil. The chorus of the song repeats how Zimbabweans should be prepared and assure them that the day will come when the nation is going to be freed from ZanuPF misrule, selfishness and unethical leadership.
The third song, Kutonga kwaMatibili (Matibili leadership) which is Viomak’s favourite track on the album, shows her selflessness when she narrates and acknowledges how Mugabe’s critics have suffered torture and beatings in the hands of ZanuPF CIO’s (secret agents), police and soldiers. She also mentions how Mugabe’s misrule has destroyed Zimbabwe due to corruption, incompetence and political violence. In the same song Viomak sings about how Mugabe is a well-known foul mouthed president who said Zimbabwe Congress of Trade Unions (ZCTU) secretary general, Wellington Chibhebhe’s big tummy is full of air, MDC-T opposition party president , Morgan Tsvangirai has an oversized heard, and that South African archbishop Desmond Tutu is a little Bishop. The thought provoking song narrates Mugabe and ZANUPF brutality on citizens in a manner that leaves listeners not only curious about what the lyrist will say next but also leaves listeners in a joyful mood. The artistic defiance in this song brings out Viomak’s courage accompanied by a multitude of Zimbabwe beats.
The song Zimbabwe yoshuwa zororo chronicles a nation of citizens who are longing for peace as they are languishing in a pit of fire under Mugabe regime. Similar messages are conveyed in the song Vatungamiri vatsvene which is a rendition of a popular church hymn. Viomak sings her heart out as she reminds Mugabe and ZanuPF that selfish leaders will not see the gates of Heaven. The song Mune basa muZimbabwe translated to you have work in Zimbabwe is a thought-provoking track that I believe will make Mugabe repent if he listens to it. In the song, Viomak is generous with her words and informs God that He has a big task in Zimbabwe, and kindly asks Him to come down and deliver Zimbabweans from ZanuPF chains. In her usual soft voice Viomak assures God that Zimbabweans are patiently waiting for His intervention and Zimbabweans will do all they can to save themselves from the wrath of ZanuPF. In the song Vatungamiri Vatsvene, Viomak sings that bad leaders will not go to heaven, but only good leaders will see the Kingdom of Heaven. She warns Mugabe who she refers to as Matibili that when his day of reckoning comes Jesus will take him without a welcoming smile on His (Jesus) face.
The last two songs on the album Mukatenda ndikatenda and Freedom train is coming give hope to Zimbabweans that even though times are tough now , there will come a time when freedom with be attained . The songs are also loaded with rich spiritual messages and politically laced lyrics typical of her music, accompanied by a variety of unique Zimbabwe beats. Viomak’s lyrics are both humorous and sorrowful and are laced with mindboggling messages of despair, desperation and hopelessness. The lyrics say nothing else other than the painful truth and the creativity she uses in the way she composes her lyrics is very effective and thought provoking. Viomak says her messages must be delivered gently as she will be asking God to intervene in the situation in Zimbabwe that’s why the music is toned down. The tunes bluntly demand an end to President Robert Mugabe’s rule and belong to Zimbabwe’s tradition of protest music that her fans say give hope and comfort to the country’s suffering masses.