Chorus:Kutonga kwaMatibili,
Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili,
Kwakauya neutsinye .
1.Vakarova Madhuku
Vakarova Matombo
Vakarova Zinasu kwakauya neutsinye
1.Vakarova Chamisa
Vakarova Grace
Vakarova Phiri kwakauya neutsinye
Chorus: .Kutonga kwaMatibili ,
Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili,
Kwakauya neuori
2.Bribery kuZimra
Bribery kuZimsec
Bribery kuZinwa, Kwakauya necorruption
2.Bribery mubank
Bribery mujeri
Bribery mucourt ,Kwakauya necorruption
Chorus:Kutonga kwaMatibili,
Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili ,
Kwakauya umhondi
3.Vakaponda Chipunza
Vakaponda Chikomba
Vakaponda Chiminya,Kwakauya neumhondi
3.Vakaponda weMoza
Vakaponda veWoza
Vakauraya Tandare ,Kwakauya neumhondi
Chorus : Kutonga kwaMatibili,
Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili,
Kwakauya neUmbavha
4. Vakaba kuZisco
Vakaba kuZesa
Vakaba kuZupco,Kwakauya neumbavha
4.Vakaba kuZifa
Vakaba kuCustoms
Vakaba kuNoczim ,Kwakauya neumbavha
Chorus: Umambo hwaMatibili,
Umambo hwaMatibili
Umambo hwa Matibili ,
Hwakauya neManyepo
5.Tichavaka zvipatara
Tichavaka zvikoro
Tichavaka zvibhorani ,Hwakauya nemanyepo
5.Tichavaka mazambuko
Tichavaka madhamu
Tichavaka dzimba imi,Hwakauya nemanyepo
Chorus: Umambo hwaMatibili,Umambo hwaMatibili
Umambo hwaMatibili, Hwakauya neKunyomba
6.Musoro wako bhangu
Dumbu rine mweya
Tutu little Bishop,Hwakauya nekunyomba
6.Musoro wako bhangu
Dumbu rine mweya
Tutu little Bishop,kwakauya nekunyomba
Chorus : Simba raMatibili ,Simba raMatibili
Simba raMatibili , Rakauya neumbimbindoga
7.Vakatora iyo Ngoda
Vakatora Gushungo
Vakatora maradio, Rakauya neumbimbindoga
7.Vakapana mapurazi
Vakapana dzimota
Vakapana mabusiness, Rakauya neumbombindoga
Chorus:Simba raMatibili ,Simba raMatibili
Simba raMatibili ,Rinotyisa sedhimoni
8.Vanotonga nejuju
Vanofamba nejuju
Vanogara nejuju ,Rinotyisa sedhimoni
8.Mishonga muhomwe
Mishonga mumota
Mishonga muoffice ,Rinotyisa sedhimoni
Chorus:Kutonga kwaMatibili ,Kutonga kwaMatibili
Kutonga kwaMatibili , Kunotyisa sedhimoni |